The printable version is no longer supported and may have rendering errors. Please update your browser bookmarks and please use the default browser print function instead.
Zeng'e, 30 Zn
Zeng'e
Ratidziko :
udarejena -pfumbu
Chidzikwe chehuremu
wehatomu A r °(Zn)
65.38±0.02
65.38±0.02 (abridged)
Numeri ye hatomu (Z ):
30
Boka:
boka 12
Piriyodhi:
piriyodhi 4
Bhuroku:
d-bhoruku
Jenganiso yemhodzigetsi :
[Ar] 3d10 4s2
Mhodzigetsi muchigoko :
2, 8, 18, 2
Miriki ye Mtumbi
Fezi pa STP:
godo
Poyindi yekunyauka :
692.68 K (419.53 °C, 787.15 °F)
Poyindi yekufanza :
1180 K (907 °C, 1665 °F)
Dhensiti (pedyo ne-r.t. ):
7.14 g/cm3
Semutuvi (pa-m.p. ):
6.57 g/cm3
Dziya yekunyenguka :
7.32 kJ/mol
Dziya yekupfunga :
115 kJ/mol
Molar heat capacity
25.470 J/(mol·K)
Vapor pressure
P (Pa)
1
10
100
1 k
10 k
100 k
at T (K)
610
670
750
852
990
1179
Miriki dze hatomu
Umiriro we rututsiro :
−2, 0, +1, +2 (an amphoteric oxide)
Uhwaradadahwegetsi
(Electronegativity ):
Pauling scale: 1.65
Ito (eneji) dzekunonda:
1st: 906.4 kJ/mol
2nd: 1733.3 kJ/mol
3rd: 3833 kJ/mol
(more)
Rhedhiyasi ye hatomu:
empirical: 134 pm
Rhedhiyasi ye Gombedzwana :
122±4 pm
Rhedhiyasi yeVhandewaarusi :
139 pm
Zeng'e (kureva zinc ) zingi kana dzeng'e , inhangande ye chimishonga inechiratidzo Zn uye numeri ye hatomu 30. Zeng'e irinotyoka zvirinyore muhujoto wechumba uye ine urakidzo hunoita kakupenya-ne-kaupfumbu kana rututsiro rwabviswa. Ndiyo nhangande yekutanga muboka guminembiri (IIB) retafura ye rupoterero . Mumamwe maringiro, zeng'e paruchemishonga yakaiti fananei nemaganesi : ese manhangande mairi anorakidza umiriro ye rututsiro rumwe bedzi (+2), ne Zn2+ uye ne manonda e Mg2+ ekukura kwakafanana. Zeng'e ndiro nhangande remakumimairi-nenna pakuwanda mugoko reRinopasi ne enzanhara shanu dzakadzidzinindika . Chitofu chinjee chezeng'e isifarheli (kureva sphalerite, sanganiswa yezeng'e), muchegwa we chisarufa chezeng'e .
Mashoko